RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMuparidzi

      • Zvinhu zvese hazvina zvazvinobatsira (1-11)

        • Nyika inoramba iripo nekusingaperi (4)

        • Kufamba kunoita zuva, mhepo, nemvura (5-7)

        • Hapana chitsva pasi pezuva (9)

      • Uchenjeri hwevanhu hune pahunogumira (12-18)

        • Kudzingana nemhepo (14)

Muparidzi 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:1, 22
  • +1Mad 2:12; 2 Mako. 9:30

Muparidzi 1:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “maturo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 39:5; VaR 8:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 13

Muparidzi 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 2:11; Mt 16:26; Joh 6:27

Muparidzi 1:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “inomira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:69; 104:5; 119:90

Muparidzi 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 8:22; Pis 19:6

Muparidzi 1:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Nzizi dzemuchando.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 38:8, 10
  • +Job 36:27, 28; Isa 55:10; Amo 5:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, map. 52-53

    Nharireyomurindi,

    1/1/2009, map. 15-17

Muparidzi 1:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 13

Muparidzi 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 8:22; Mup 1:4

Muparidzi 1:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 2:16; 9:5; Isa 40:6

Muparidzi 1:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 11:42; Mup 1:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 112

Muparidzi 1:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:29, 30
  • +Mup 8:16

Muparidzi 1:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 39:5, 6; Mup 2:11, 18, 26; Ru 12:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2008, p. 21

Muparidzi 1:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 14

Muparidzi 1:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 2:9
  • +1Mad 3:28; 4:29-31; 2 Mako. 1:10-12

Muparidzi 1:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “upenzi hwakanyanyisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 2:2, 3, 12; 7:25

Muparidzi 1:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 2:15; 12:12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Mup. 1:11Mad 8:1, 22
Mup. 1:11Mad 2:12; 2 Mako. 9:30
Mup. 1:2Pis 39:5; VaR 8:20
Mup. 1:3Mup 2:11; Mt 16:26; Joh 6:27
Mup. 1:4Pis 78:69; 104:5; 119:90
Mup. 1:5Ge 8:22; Pis 19:6
Mup. 1:7Job 38:8, 10
Mup. 1:7Job 36:27, 28; Isa 55:10; Amo 5:8
Mup. 1:9Ge 8:22; Mup 1:4
Mup. 1:11Mup 2:16; 9:5; Isa 40:6
Mup. 1:121Mad 11:42; Mup 1:1
Mup. 1:131Mad 4:29, 30
Mup. 1:13Mup 8:16
Mup. 1:14Pis 39:5, 6; Mup 2:11, 18, 26; Ru 12:15
Mup. 1:16Mup 2:9
Mup. 1:161Mad 3:28; 4:29-31; 2 Mako. 1:10-12
Mup. 1:17Mup 2:2, 3, 12; 7:25
Mup. 1:18Mup 2:15; 12:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Muparidzi 1:1-18

Muparidzi

1 Mashoko emuunganidzi,+ mwanakomana waDhavhidhi, mambo muJerusarema.+

 2 “Hazvina zvazvinobatsira* zvachose!” anodaro muunganidzi,

“Hazvina zvazvinobatsira zvachose! Zvinhu zvese hazvina zvazvinobatsira!”+

 3 Munhu anowanei pabasa rake rese rakaoma,

Pakufondoka kwaanoita pasi pezuva?+

 4 Chimwe chizvarwa chinoenda, uye chimwe chizvarwa chinouya,

Asi nyika inoramba iripo* nekusingaperi.+

 5 Zuva rinobuda, uye zuva rinovira;

Rinobva rakurumidza zvakare kudzokera kwarinobudira.+

 6 Mhepo inoenda kumaodzanyemba, yotenderera ichienda kuchamhembe;

Inoramba ichingotenderera; mhepo inoramba ichitenderera.

 7 Nzizi* dzese dzinoyerera dzichipinda mugungwa, asi gungwa racho harizari.+

Kunobva nzizi dzichiyerera, ndiko kwadzinodzokera, dzoyerera zvakare.+

 8 Zvinhu zvese zvinonetesa;

Hapana angatombogona kutaura nezvazvo.

Ziso harigutswi nekuona;

Uye nzeve haizari nekunzwa.

 9 Zvakanga zviripo ndizvo zvichavapozve,

Uye zvakamboitwa zvichaitwazve;

Hapana chinhu chitsva pasi pezuva.+

10 Pane chinhu here chinganzi nemunhu, “Ona ichi, chitsva”?

Chakagara chiriko kubvira kare kare;

Chakagara chiriko tisati tatombovapo.

11 Hapana anoyeuka vanhu vekare;

Uye hapana achayeuka vachazouya;

Naivowo havazoyeukwi nevamwe vachazouya.+

12 Ini, muunganidzi, ndiri mambo waIsraeri muJerusarema.+ 13 Ndakaisa mwoyo wangu pakudzidza uye kuongorora neuchenjeri+ zvinhu zvese zvakaitwa pasi pedenga,+ basa rinotambudza rakapiwa vanakomana vevanhu naMwari rinoita kuti varambe vaine zvekuita.

14 Ndakaona mabasa ese aiitwa pasi pezuva,

Uye zvese zvakanga zvisina zvazvinobatsira, kudzingana nemhepo chaiko!+

15 Chakakombama hachigoni kutwasanudzwa,

Uye chisipo hazviiti kuti chiverengwe.

16 Ndakabva ndati nechemumwoyo: “Iye zvino ndava neuchenjeri hwakawanda kupfuura munhu wese akavapo ini ndisati ndavapo muJerusarema,+ uye mwoyo wangu wava neuchenjeri chaizvo pamwe neruzivo.”+ 17 Ndakaita kuti mwoyo wangu uzive uchenjeri uye uzive upengo* uye uzive kuita zveupenzi,+ uye izviwo kudzingana nemhepo.

18 Nekuti uchenjeri hukawandisa hunokonzera kuvhiringidzika kwakanyanya,

Zvekuti munhu wese anowedzera ruzivo anowedzera marwadzo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe