Pisarema 139:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Handivengi vaya vanokuvengai here, haiwa Jehovha,+Uye handisemeswi nevaya vanokupandukirai here?+ VaRoma 12:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Rudo rwenyu ngarurege kuva neunyengeri.+ Semai zvakaipa;+ batisisai zvakanaka.