Jeremiya 10:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Ndiani angarega kukutyai, haiwa imi Mambo wemarudzi,+ nekuti ndizvo zvakakodzera;Nekuti pakati pevakachenjera vese vemamwe marudzi uye pakati peumambo hwavo hwese,Hapana kana akaita semi.+ Zvakazarurwa 15:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Chokwadi ndiani asingazokutyii uye asingazokudzi zita renyu, imi Jehovha,* nekuti ndimi mega makavimbika?+ Marudzi ese achauya kuzokunamatai,+ nekuti akaziviswa mirayiro yenyu yakarurama.”
7 Ndiani angarega kukutyai, haiwa imi Mambo wemarudzi,+ nekuti ndizvo zvakakodzera;Nekuti pakati pevakachenjera vese vemamwe marudzi uye pakati peumambo hwavo hwese,Hapana kana akaita semi.+
4 Chokwadi ndiani asingazokutyii uye asingazokudzi zita renyu, imi Jehovha,* nekuti ndimi mega makavimbika?+ Marudzi ese achauya kuzokunamatai,+ nekuti akaziviswa mirayiro yenyu yakarurama.”