Jeremiya 10:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndiani asingazokutyii,+ haiwa imi Mambo wemarudzi,+ nokuti makakodzerwa nazvo; nokuti pakati pevakachenjera vose vemamwe marudzi uye pakati poumambo hwavo hwose hapana akaita semi.+ Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:7 Kukurukurirana, p. 275
7 Ndiani asingazokutyii,+ haiwa imi Mambo wemarudzi,+ nokuti makakodzerwa nazvo; nokuti pakati pevakachenjera vose vemamwe marudzi uye pakati poumambo hwavo hwose hapana akaita semi.+