RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 30:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Kana murume akapika+ kuna Jehovha achivimbisa chimwe chinhu kana kuti akapika+ iye pachake kuti acharega chimwe chinhu, haafaniri kurega kuita zvaanenge ataura.+ Anofanira kuita zvese zvaakapika kuti achaita.+

  • 1 Samueri 14:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Asi varume veIsraeri vakaomerwa chaizvo zuva iroro, nekuti Sauro akanga asunga vanhu nemhiko iyi: “Munhu anodya chekudya* zuva risati radoka uye ndisati ndatsiva vavengi vangu ngaatukwe!” Saka hapana munhu akadya.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe