2 Samueri 12:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Dhavhidhi akabva anyaradza mudzimai wake Bhati-shebha.+ Akapinda maaiva, akarara naye. Nekufamba kwenguva, mukadzi wacho akabereka mwanakomana, akatumidzwa kuti Soromoni.*+ Jehovha akamuda,+ Zvirevo 4:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ndaiva mwanakomana chaiye kuna baba vangu+Uye ndaidiwa chaizvo naamai vangu.+
24 Dhavhidhi akabva anyaradza mudzimai wake Bhati-shebha.+ Akapinda maaiva, akarara naye. Nekufamba kwenguva, mukadzi wacho akabereka mwanakomana, akatumidzwa kuti Soromoni.*+ Jehovha akamuda,+