Johani 12:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mariya akabva atora mafuta anonhuhwirira angasvika hafu yerita,* nadhi chaiyo, inodhura kwazvo, akaadira patsoka dzaJesu, akapukuta tsoka dzake achishandisa bvudzi rake. Imba yese yakazara nekunhuhwirira kwemafuta acho.+
3 Mariya akabva atora mafuta anonhuhwirira angasvika hafu yerita,* nadhi chaiyo, inodhura kwazvo, akaadira patsoka dzaJesu, akapukuta tsoka dzake achishandisa bvudzi rake. Imba yese yakazara nekunhuhwirira kwemafuta acho.+