Dhanieri 9:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 VaIsraeri vese vakatyora Mutemo wenyu, uye vakatsauka vachirega kuteerera inzwi renyu, imi mukabva madurura patiri kutukwa kwakataurwa uye kwakanyorwa muMutemo waMozisi mushumiri waMwari wechokwadi,+ nekuti takakutadzirai.
11 VaIsraeri vese vakatyora Mutemo wenyu, uye vakatsauka vachirega kuteerera inzwi renyu, imi mukabva madurura patiri kutukwa kwakataurwa uye kwakanyorwa muMutemo waMozisi mushumiri waMwari wechokwadi,+ nekuti takakutadzirai.