Dheuteronomi 28:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “Asi kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako uchirega kuchengeta mirayiro yake yese nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwese uku kuchauya pauri uye hakuzobvi pauri:+ Dheuteronomi 31:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Panguva iyoyo ndichavatsamwira,+ ndovasiya,+ ndovavanzira chiso changu+ kusvikira vaparadzwa. Zvadaro, kana matambudziko akawanda nenhamo zvavawira,+ vachati, ‘Matambudziko aya haasi kutiwira nekuti Mwari wedu haasi pakati pedu here?’+
15 “Asi kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako uchirega kuchengeta mirayiro yake yese nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwese uku kuchauya pauri uye hakuzobvi pauri:+
17 Panguva iyoyo ndichavatsamwira,+ ndovasiya,+ ndovavanzira chiso changu+ kusvikira vaparadzwa. Zvadaro, kana matambudziko akawanda nenhamo zvavawira,+ vachati, ‘Matambudziko aya haasi kutiwira nekuti Mwari wedu haasi pakati pedu here?’+