Pisarema 19:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Matenga anozivisa kubwinya kwaMwari;+Denga rinozivisa* basa remaoko ake.+ VaRoma 1:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Nekuti kunyange zvazvo Mwari asingaoneki, kubvira pakasikwa nyika, vanhu vagara vachikwanisa kuziva simba rake risingagumi+ uye kuva kwake Mwari,+ nekuti vanogona kuzvinzwisisa kubva pazvinhu zvakasikwa,+ zvekuti havangazoti takanga tisingazivi.
20 Nekuti kunyange zvazvo Mwari asingaoneki, kubvira pakasikwa nyika, vanhu vagara vachikwanisa kuziva simba rake risingagumi+ uye kuva kwake Mwari,+ nekuti vanogona kuzvinzwisisa kubva pazvinhu zvakasikwa,+ zvekuti havangazoti takanga tisingazivi.