Genesisi 21:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Pashure paizvozvo akasima muti wemutamarisiki paBheeri-shebha, uye ipapo akadana zita raJehovha,+ Mwari wekusingagumi.+ Pisarema 90:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Makomo asati aberekwa,Kana kuti musati masika pasi pano nenyika yese,+Muri Mwari kubvira nariini kusvikira nariini.+ Jeremiya 10:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Asi Jehovha ndiMwari zvechokwadi. Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo asingagumi.+ Nyika ichadengenyeka nekuda kwehasha dzake,+Uye hapana marudzi achatsungirira kutsamwa kwake. 1 Timoti 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka Mambo asingagumi,+ asingafi,*+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngaapiwe kukudzwa nembiri nariini nariini. Ameni.
33 Pashure paizvozvo akasima muti wemutamarisiki paBheeri-shebha, uye ipapo akadana zita raJehovha,+ Mwari wekusingagumi.+
2 Makomo asati aberekwa,Kana kuti musati masika pasi pano nenyika yese,+Muri Mwari kubvira nariini kusvikira nariini.+
10 Asi Jehovha ndiMwari zvechokwadi. Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo asingagumi.+ Nyika ichadengenyeka nekuda kwehasha dzake,+Uye hapana marudzi achatsungirira kutsamwa kwake.
17 Saka Mambo asingagumi,+ asingafi,*+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngaapiwe kukudzwa nembiri nariini nariini. Ameni.