RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 4:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Zviratidzo zvake zvikuru kwazvo, uye zvishamiso zvake zvinoratidza kuti ane simba guru kwazvo! Umambo hwake hunogara nekusingaperi, uye ushe hwake hunoramba huripo kwezvizvarwa nezvizvarwa.+

  • Habhakuki 1:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Haiwa Jehovha, hamuna kugara muriko nekusingaperi here?+

      Haiwa Mwari wangu, Mutsvene wangu, hamufi.*+

      Haiwa Jehovha, makavagadza kuti vaite zvamakatonga;

      Imi Dombo rangu,+ makavasarudza kuti varange.*+

  • Zvakazarurwa 15:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti:

      “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe