Isaya 51:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti Jehovha achanyaradza Ziyoni.+ Achanyaradza matongo aro ese,+Uye achaita kuti renje raro rive seEdheni+Uye gwenga raro rive semunda waJehovha.+ Kupembera nemufaro uye kufara zvichawanikwa mariri,Nekuonga nerwiyo runonakidza.+ Isaya 55:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Panzvimbo pemakwenzi eminzwa pachamera mujunipa,+Uye panzvimbo perukato runobaya pachamera mukute. Uye zvichaita kuti Jehovha ave nemukurumbira,+Chiratidzo chisingaperi chisingazomboparari.”
3 Nekuti Jehovha achanyaradza Ziyoni.+ Achanyaradza matongo aro ese,+Uye achaita kuti renje raro rive seEdheni+Uye gwenga raro rive semunda waJehovha.+ Kupembera nemufaro uye kufara zvichawanikwa mariri,Nekuonga nerwiyo runonakidza.+
13 Panzvimbo pemakwenzi eminzwa pachamera mujunipa,+Uye panzvimbo perukato runobaya pachamera mukute. Uye zvichaita kuti Jehovha ave nemukurumbira,+Chiratidzo chisingaperi chisingazomboparari.”