RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zekariya 9:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 Pembera nemufaro, iwe mwanasikana weZiyoni.

      Shevedzera nemufaro wekukunda, iwe mwanasikana weJerusarema.

      Ona! Mambo wako ari kuuya kwauri.+

      Akarurama uye ari kuunza ruponeso,*

      Anozvininipisa+ uye akatasva dhongi,

      Akatasva dhongi diki,* iye mwana wedhongi.+

  • Mateu 12:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 asi akavaudza kuti vasatomboita kuti azivikanwe,+

  • Mateu 12:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Haazopopoti,+ kana kushevedzera, uyewo hapana munhu achanzwa inzwi rake mumigwagwa mikuru.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe