5 Saka kana mukanyatsoteerera inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu, muchava pfuma yangu yandinokoshesa pakati pemarudzi ese,+ nekuti nyika yese ndeyangu.+ 6 Muchava kwandiri umambo hwevapristi nerudzi rutsvene.’+ Aya ndiwo mashoko aunofanira kuudza vaIsraeri.”