Dheuteronomi 7:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Asi Jehovha akakubudisai neruoko rune simba, kuti akudzikinurei muimba yeuranda,+ muruoko rwaFarao mambo weIjipiti, nekuti Jehovha aikudai, uye nekuti aichengeta mhiko yaakapikira madzitateguru enyu.+ Jeremiya 31:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Jehovha akazviratidza kwandiri ari kure, uye akati: “Ndakakuda nerudo rusingaperi. Ndokusaka ndakakukweva nerudo rusingachinji kuti uuye kwandiri.*+
8 Asi Jehovha akakubudisai neruoko rune simba, kuti akudzikinurei muimba yeuranda,+ muruoko rwaFarao mambo weIjipiti, nekuti Jehovha aikudai, uye nekuti aichengeta mhiko yaakapikira madzitateguru enyu.+
3 Jehovha akazviratidza kwandiri ari kure, uye akati: “Ndakakuda nerudo rusingaperi. Ndokusaka ndakakukweva nerudo rusingachinji kuti uuye kwandiri.*+