RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 33:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Runofara rudzi runonamata Jehovha saMwari warwo,+

      Vanhu vaakasarudza kuti vave nhaka yake.+

  • Isaya 41:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 “Asi iwe, haiwa Israeri, uri mushumiri wangu,+

      Iwe Jakobho wandakasarudza,+

      Vana* veshamwari yangu Abrahamu,+

  • 1 Petro 2:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Asi imi muri “vanhu vakasarudzwa, vapristi uye madzimambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake vaanokoshesa,+ kuti muzivise kwese kwese kunaka kukuru”*+ kwaiye akakudanai kubva murima, akakupinzai muchiedza chake chinoshamisa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe