Isaya 43:20, 21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Mhuka yemusango ichandikudza,Hunguhwe* nemhou,Nekuti ndinoita kuti murenje muve nemvura,Mugwenga muve nenzizi,+Kuti vanhu vangu vandakasarudza+ vanwe,21 Ivo vanhu vandakazviumbiraKuti vazivise kurumbidzwa kwangu.+
20 Mhuka yemusango ichandikudza,Hunguhwe* nemhou,Nekuti ndinoita kuti murenje muve nemvura,Mugwenga muve nenzizi,+Kuti vanhu vangu vandakasarudza+ vanwe,21 Ivo vanhu vandakazviumbiraKuti vazivise kurumbidzwa kwangu.+