Mika 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Imi makomo inzwai nyaya ina Jehovha,Imi nheyo dzakasimba dzenyika,+Nekuti Jehovha ane nyaya yaari kuda kutonga vanhu vake;Achatongesa vaIsraeri achiti:+
2 Imi makomo inzwai nyaya ina Jehovha,Imi nheyo dzakasimba dzenyika,+Nekuti Jehovha ane nyaya yaari kuda kutonga vanhu vake;Achatongesa vaIsraeri achiti:+