Mika 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Haiwa imi makomo nemi zvinhu zvinogara kwenguva refu, imi nheyo dzenyika;+ inzwai mhosva ina Jehovha, nokuti Jehovha ane mhosva yaari kupa vanhu vake, uye achaitirana nharo naIsraeri:+
2 Haiwa imi makomo nemi zvinhu zvinogara kwenguva refu, imi nheyo dzenyika;+ inzwai mhosva ina Jehovha, nokuti Jehovha ane mhosva yaari kupa vanhu vake, uye achaitirana nharo naIsraeri:+