Dheuteronomi 27:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “‘Ngaatukwe munhu anogadzira ovanza mufananidzo wakavezwa+ kana kuti mufananidzo wesimbi,+ chinhu chinosemesa Jehovha,+ basa remaoko emhizha.’* (Vanhu vese vachadavira vachiti, ‘Ameni!’*)
15 “‘Ngaatukwe munhu anogadzira ovanza mufananidzo wakavezwa+ kana kuti mufananidzo wesimbi,+ chinhu chinosemesa Jehovha,+ basa remaoko emhizha.’* (Vanhu vese vachadavira vachiti, ‘Ameni!’*)