Isaya 49:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Shevedzera nemufaro, iwe denga, uye fara kwazvo iwe nyika.+ Makomo ngaafare nekushevedzera kwemufaro.+ Nekuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+Uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+ Isaya 55:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nekuti muchabuda muchipembera nemufaro,+Uye muchadzoswa nerugare.+ Makomo nezvikomo zvichafara pamberi penyu zvichishevedzera nemufaro,+Uye miti yese yesango ichaombera.+
13 Shevedzera nemufaro, iwe denga, uye fara kwazvo iwe nyika.+ Makomo ngaafare nekushevedzera kwemufaro.+ Nekuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+Uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+
12 Nekuti muchabuda muchipembera nemufaro,+Uye muchadzoswa nerugare.+ Makomo nezvikomo zvichafara pamberi penyu zvichishevedzera nemufaro,+Uye miti yese yesango ichaombera.+