RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 44:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Pemberai nemufaro imi matenga,

      Nekuti Jehovha azviita!

      Shevedzerai muchifara, imi nzvimbo dzakadzikira dzenyika!

      Shevedzerai nemufaro, imi makomo,+

      Iwe sango nemiti yako yese!

      Nekuti Jehovha adzikinura Jakobho,

      Uye anoratidza runako rwake pana Israeri.”+

  • Isaya 61:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Kuti ndibatsire vaya vanochema Ziyoni,

      Kuti ndivape chishongo chemusoro panzvimbo pemadota,

      Mafuta ekupembera nemufaro panzvimbo pekuchema,

      Nguo yekurumbidza panzvimbo pekunetseka mumwoyo.

      Uye ivo vachanzi miti mikuru yekururama,

      Zvakadyarwa naJehovha, kuti akudzwe.*+

  • Jeremiya 31:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 “Panguva iyoyo mhandara ichatamba ichifara,

      Uyewo majaya pamwe chete nevakwegura.+

      Ndichachinja kuchema kwavo kuti kuve kupembera nemufaro.+

      Ndichavanyaradza ndoita kuti vafare panzvimbo pekushungurudzika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe