RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 29:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Chokwadi munomonyorora zvinhu!*

      Muumbi anofanira kuonekwa seivhu here?+

      Chinhu chakagadzirwa chingati here pamusoro peakachigadzira:

      “Haana kundigadzira”?+

      Uye chinhu chakaumbwa chingati here nezvemuumbi wacho:

      “Haanzwisisi”?+

  • Jeremiya 18:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 “‘Handikwanisi kukuitai sezvaitwa nemuumbi uyu here, haiwa imi imba yaIsraeri?’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. ‘Inzwai! Sezvakaita ivhu riri muruoko rwemuumbi, ndizvo zvamakaita muruoko rwangu, haiwa imi imba yaIsraeri.+

  • VaRoma 9:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Asi ndiwe ani, iwe munhu, kuti upindure Mwari?+ Chinhu chakaumbwa chinoti here kune akachiumba: “Nei wakandigadzira ndakadai?”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe