Isaya 42:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Zvanzi naMwari wechokwadi, Jehovha,Musiki wedenga, iye Mukuru akaritatamura,+Iye akatambanudza nyika nezvibereko zvayo,+Iye anopa vanhu vari pairi mweya wekufema+Nemweya* kune vaya vanofamba mairi:+ Jeremiya 10:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndiye akasika nyika nesimba rake,Iye akasimbisa nyika neuchenjeri hwake+Uye akatatamura denga nekunzwisisa kwake.+
5 Zvanzi naMwari wechokwadi, Jehovha,Musiki wedenga, iye Mukuru akaritatamura,+Iye akatambanudza nyika nezvibereko zvayo,+Iye anopa vanhu vari pairi mweya wekufema+Nemweya* kune vaya vanofamba mairi:+
12 Ndiye akasika nyika nesimba rake,Iye akasimbisa nyika neuchenjeri hwake+Uye akatatamura denga nekunzwisisa kwake.+