24 Mwari akaita nyika nezvinhu zvese zviri mairi ndiye Ishe wedenga nenyika,+ saka haagari mutemberi dzakaitwa nemaoko;+ 25 uye haashandirwi nemaoko evanhu sekunge kuti pane chaanoshayiwa,+ nekuti ndiye anopa vanhu vese upenyu nemweya wekufema+ nezvinhu zvese.