Isaya 45:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Unganai muuye. Uyai pamwe chete, imi makapukunyuka kubva kumarudzi.+ Vaya vanofamba vakatakura mifananidzo yakavezwa havana chavanozivaUye vanonyengetera kuna mwari asingagoni kuvaponesa.+
20 Unganai muuye. Uyai pamwe chete, imi makapukunyuka kubva kumarudzi.+ Vaya vanofamba vakatakura mifananidzo yakavezwa havana chavanozivaUye vanonyengetera kuna mwari asingagoni kuvaponesa.+