-
Dhanieri 5:7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 Mambo akashevedzera kuti vaunganidze n’anga, nevaKadheya* nevazivi venyeredzi.+ Mambo akati kuvarume vakachenjera veBhabhironi: “Munhu achaverenga zvinhu izvi zvakanyorwa, ondiudza zvazvinoreva, achapfekedzwa nguo dzepepuru, nechishongo chegoridhe muhuro make,+ uye achatonga muumambo huno ari wechitatu.”+
-