-
Dhanieri 5:7Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
7 Mambo akashevedzera kwazvo kuti vauye nen’anga, vaKadheya nevazivi venyeredzi.+ Mambo akapindura akati kuvarume vakachenjera veBhabhironi: “Ani naani achaverenga zvakanyorwa izvi, ozvidudzira kwandiri, achapfekedzwa nguo dzepepuru,+ nechishongo chendarama muhuro make, uye achatonga muumambo ari wechitatu.”+
-