Isaya 49:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Shevedzera nemufaro, iwe denga, uye fara kwazvo iwe nyika.+ Makomo ngaafare nekushevedzera kwemufaro.+ Nekuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+Uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+
13 Shevedzera nemufaro, iwe denga, uye fara kwazvo iwe nyika.+ Makomo ngaafare nekushevedzera kwemufaro.+ Nekuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+Uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+