-
VaRoma 15:20, 21Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
20 Ndakaita izvi ndiine chinangwa chekuti ndisazivisa mashoko akanaka munzvimbo dzakanga dzatoitwa kuti zita raKristu rizivikanwe, kuti ndirege kuvaka pakatotanga kuvakwa nemumwe munhu; 21 asi sekunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Vaya vasina kuudzwa nezvake vachaona, uye vaya vasina kunzwa vachanzwisisa.”+
-