VaRoma 15:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Saizvozvo, chokwadi, ndakavavarira kurega kuzivisa mashoko akanaka uko Kristu akanga atotaurwa nezvake, kuti ndirege kuvakira panheyo yomumwe munhu;+
20 Saizvozvo, chokwadi, ndakavavarira kurega kuzivisa mashoko akanaka uko Kristu akanga atotaurwa nezvake, kuti ndirege kuvakira panheyo yomumwe munhu;+