Mako 15:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Vakarovererawo makororo maviri pamatanda pamwe chete naye, rimwe kurudyi rwake uye rimwe kuruboshwe rwake.+ Ruka 22:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Nekuti ndinokuudzai kuti zvakanyorwa zvinofanira kuitika kwandiri, zvekuti, ‘Akaverengwa pamwe chete nevasingateereri mutemo.’+ Nekuti zvine chekuita neni zviri kuzadziswa.”+ Ruka 23:32, 33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Vamwe varume vaviri, makororo, vaiendeswawo kunourayiwa pamwe chete naye.+ 33 Uye pavakasvika panzvimbo yainzi Dehenya,+ vakamuroverera pamwe chete nemakororo acho, mumwe wavo ari kurudyi rwake, mumwe kuruboshwe.+
27 Vakarovererawo makororo maviri pamatanda pamwe chete naye, rimwe kurudyi rwake uye rimwe kuruboshwe rwake.+
37 Nekuti ndinokuudzai kuti zvakanyorwa zvinofanira kuitika kwandiri, zvekuti, ‘Akaverengwa pamwe chete nevasingateereri mutemo.’+ Nekuti zvine chekuita neni zviri kuzadziswa.”+
32 Vamwe varume vaviri, makororo, vaiendeswawo kunourayiwa pamwe chete naye.+ 33 Uye pavakasvika panzvimbo yainzi Dehenya,+ vakamuroverera pamwe chete nemakororo acho, mumwe wavo ari kurudyi rwake, mumwe kuruboshwe.+