Zvakazarurwa 21:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Uye akati kwandiri: “Zvaitika! Ndini Arufa naOmega,* mavambo nemagumo.+ Munhu wese anonzwa nyota ndichamupa mvura inobva muchitubu chemvura yeupenyu asingatengi.+ Zvakazarurwa 22:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Uye mweya nemwenga+ vanoramba vachiti, “Uya!” uye munhu wese anonzwa ngaati, “Uya!” uye munhu wese ane nyota ngaauye;+ munhu wese anoda ngaatore mvura yeupenyu asingatengi.+
6 Uye akati kwandiri: “Zvaitika! Ndini Arufa naOmega,* mavambo nemagumo.+ Munhu wese anonzwa nyota ndichamupa mvura inobva muchitubu chemvura yeupenyu asingatengi.+
17 Uye mweya nemwenga+ vanoramba vachiti, “Uya!” uye munhu wese anonzwa ngaati, “Uya!” uye munhu wese ane nyota ngaauye;+ munhu wese anoda ngaatore mvura yeupenyu asingatengi.+