Pisarema 36:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Kwamuri ndiko kunobva upenyu;*+Chiedza chenyu chinoita kuti tione chiedza.+ Isaya 55:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 55 Uyai imi mese mune nyota,+ uyai kumvura!+ Imi vasina mari, uyai, tengai mudye! Chokwadi, uyai mutenge waini nemukaka+ pasina mari uye pasina mutengo.+ Zvakazarurwa 7:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 nekuti Gwayana,+ iro riri pedyo nechigaro cheumambo,* richavafudza+ uye richavatungamirira kuzvitubu zvemvura yeupenyu.+ Mwari achapukuta misodzi yese pamaziso avo.”+ Zvakazarurwa 22:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Zvino yakandiratidza rwizi rwemvura yeupenyu,+ yainge yakachena sedombo rekristaro, ichiyerera ichibva pachigaro cheumambo chaMwari necheGwayana+
55 Uyai imi mese mune nyota,+ uyai kumvura!+ Imi vasina mari, uyai, tengai mudye! Chokwadi, uyai mutenge waini nemukaka+ pasina mari uye pasina mutengo.+
17 nekuti Gwayana,+ iro riri pedyo nechigaro cheumambo,* richavafudza+ uye richavatungamirira kuzvitubu zvemvura yeupenyu.+ Mwari achapukuta misodzi yese pamaziso avo.”+
22 Zvino yakandiratidza rwizi rwemvura yeupenyu,+ yainge yakachena sedombo rekristaro, ichiyerera ichibva pachigaro cheumambo chaMwari necheGwayana+