RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 14:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 ‘Jehovha, anononoka kutsamwa uye azere nerudo rusingachinji,+ anoregerera kukanganisa nekutadza, asi haazombosiyi munhu ane mhosva asina kurangwa, anoranga vanakomana nemhaka yekukanganisa kwemadzibaba avo kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechizvarwa chechina.’+

  • Pisarema 103:12, 13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Sekuva kure kwakaita kumabvazuva kubva kumavirira,

      Saizvozvowo akaisa zvitadzo zvedu kure nesu.+

      13 Sababa vanonzwira tsitsi vanakomana vavo,

      Jehovha akanzwira tsitsi vaya vanomutya.+

  • Isaya 43:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Ini ndini iye ari kudzima kudarika kwako*+ ndichiitira zita rangu,+

      Uye handizoyeuki zvivi zvako.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe