Ezekieri 16:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Wakavaka nzvimbo dzako dzakakwirira panzvimbo dzine mukurumbira chaizvo mumigwagwa yese, ukaita kuti runako rwako rupedzisire rwava kusemesa nekupa kwawakaita muviri wako kumunhu wese aipfuura,+ uye upfambi hwako hwakawedzera.+ Ezekieri 16:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Vanhu vanopa pfambi chipo,+ asi iwe ndiwe wakatopa zvipo kune vese vaikuvhima kuti vaite chipfambi newe,+ uye unovabhadhara kuti vauye kuzoita upfambi newe vachibva kwese kwese.+ Ezekieri 23:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Paakaramba achiita upfambi hwake asingatombonyari uye achiratidza vanhu muviri wake,+ ndakamusiya nekuti aindisemesa, sekusiya kwandakaita mukoma wake andisemesa.+
25 Wakavaka nzvimbo dzako dzakakwirira panzvimbo dzine mukurumbira chaizvo mumigwagwa yese, ukaita kuti runako rwako rupedzisire rwava kusemesa nekupa kwawakaita muviri wako kumunhu wese aipfuura,+ uye upfambi hwako hwakawedzera.+
33 Vanhu vanopa pfambi chipo,+ asi iwe ndiwe wakatopa zvipo kune vese vaikuvhima kuti vaite chipfambi newe,+ uye unovabhadhara kuti vauye kuzoita upfambi newe vachibva kwese kwese.+
18 “Paakaramba achiita upfambi hwake asingatombonyari uye achiratidza vanhu muviri wake,+ ndakamusiya nekuti aindisemesa, sekusiya kwandakaita mukoma wake andisemesa.+