Jobho 34:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti achapa munhu mubayiro maererano nezvaanoita+Uye achaita kuti awane zvinoenderana nenzira dzake. Pisarema 62:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Uyewo rudo rusingachinji nderwenyu, haiwa Jehovha,+Nekuti munopa mumwe nemumwe zvinoenderana nemabasa ake.+ Jeremiya 17:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ini, Jehovha, ndiri kunzvera mwoyo,+Ndiri kuongorora pfungwa dzakadzama,*Kuti ndipe mumwe nemumwe zvinoenderana nenzira dzake,Zvinoenderana nezvibereko zvemabasa ake.+
11 Nekuti achapa munhu mubayiro maererano nezvaanoita+Uye achaita kuti awane zvinoenderana nenzira dzake.
12 Uyewo rudo rusingachinji nderwenyu, haiwa Jehovha,+Nekuti munopa mumwe nemumwe zvinoenderana nemabasa ake.+
10 Ini, Jehovha, ndiri kunzvera mwoyo,+Ndiri kuongorora pfungwa dzakadzama,*Kuti ndipe mumwe nemumwe zvinoenderana nenzira dzake,Zvinoenderana nezvibereko zvemabasa ake.+