-
Isaya 60:4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Simudza maziso ako utarise kumativi ako ese!
Vese zvavo vaunganidzwa; vari kuuya kwauri.
-
-
Isaya 66:20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
20 Vachaunza hama dzenyu dzese dzichibva kumarudzi ese+ kuti dzive chipo kuna Jehovha, dzakatasva mabhiza, dziri mungoro dzehondo, mungoro dzine matenga, uye dzakatasva manyurusi nengamera dzinomhanya kwazvo, dzichikwira kugomo rangu dzvene, Jerusarema,” anodaro Jehovha, “sezvinoitwa nevanhu veIsraeri pavanouya nechipo chavo muimba yaJehovha chiri mumudziyo wakachena.”
-