Isaya 42:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Onai! Mushumiri wangu+ wandinotsigira! Iye wandakasarudza,+ wandakafarira!*+ Ndaisa mweya wangu maari;+Achatonga marudzi zvakarurama.+ Mateu 3:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Achangobva kubhabhatidzwa, Jesu akabuda mumvura; uye denga rakabva ravhurika,+ akaona mweya waMwari uchidzika wakaita senjiva uchiuya paari.+
42 Onai! Mushumiri wangu+ wandinotsigira! Iye wandakasarudza,+ wandakafarira!*+ Ndaisa mweya wangu maari;+Achatonga marudzi zvakarurama.+
16 Achangobva kubhabhatidzwa, Jesu akabuda mumvura; uye denga rakabva ravhurika,+ akaona mweya waMwari uchidzika wakaita senjiva uchiuya paari.+