10 Iye akapindura kuti: “Ndava kuita sungano newe: Ndichaita zvinhu zvinoshamisa pamberi pevanhu vako vese, zvisati zvamboitwa panyika pese kana pakati pemarudzi ese,+ uye vanhu vese vaunogara pakati pavo vachaona basa raJehovha, nekuti ndiri kukuitirai zvinhu zvinoshamisa.+