10 Iye akatiwo: “Tarira ndiri kuita sungano: Ndichaita zvinhu zvinoshamisa pamberi pevanhu vako vose, zvisati zvamboitwa panyika pose kana pakati pemamwe marudzi ose;+ vanhu vose vauri pakati pavo vachaona basa raJehovha, nokuti chinhu chandichaita ndichikushandisa chinotyisa.+