Pisarema 79:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 79 Haiwa Mwari, marudzi apinda nechisimba munhaka yenyu;+Asvibisa temberi yenyu tsvene;+Aita kuti Jerusarema rive murwi wematongo.+ Mariro 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Migwagwa inoenda kuZiyoni iri kuchema, nekuti hapana ari kuuya kumutambo.+ Magedhi aro ese aparadzwa;+ vapristi varo vari kugomera. Mhandara dzaro dziri* kushungurudzika, uye iro riri kunetseka zvakanyanya. Mariro 5:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Nemhaka yekuti Gomo reZiyoni rava dongo;+ makava ava kungofamba mariri. Mika 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Saka Ziyoni richarimwa semundaNemhosva yenyu,Jerusarema richava matongo,+Uye gomo rine Imba* yacho richaita senzvimbo dzakakwirira dziri musango.*+
79 Haiwa Mwari, marudzi apinda nechisimba munhaka yenyu;+Asvibisa temberi yenyu tsvene;+Aita kuti Jerusarema rive murwi wematongo.+
4 Migwagwa inoenda kuZiyoni iri kuchema, nekuti hapana ari kuuya kumutambo.+ Magedhi aro ese aparadzwa;+ vapristi varo vari kugomera. Mhandara dzaro dziri* kushungurudzika, uye iro riri kunetseka zvakanyanya.
12 Saka Ziyoni richarimwa semundaNemhosva yenyu,Jerusarema richava matongo,+Uye gomo rine Imba* yacho richaita senzvimbo dzakakwirira dziri musango.*+