RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 59:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Tsoka dzavo dzinomhanyira kunoita zvakaipa,

      Uye vanokurumidza kudeura ropa risina mhosva.+

      Vanofunga zvinhu zvakaipa;

      Kuparadza nekuonesa vamwe nhamo ndiwo maitiro avo.+

       8 Havazivi nzira yerugare,

      Uye mumakwara avo hamuna zvakarurama.+

      Vanoita kuti migwagwa yavo ikombame;

      Hakuna anofamba nayo achaziva rugare.+

  • Jeremiya 35:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Ndakaramba ndichikutumirai vashumiri vangu vese vaprofita, ndichivatuma ndavatumazve,*+ ndichiti, ‘Ndapota, mumwe nemumwe ngaatendeuke panzira dzenyu dzakaipa,+ uye itai zvakarurama! Musatevera vamwe vanamwari uye musavashumira. Kana mukadaro mucharamba muchigara munyika yandakakupai imi nemadzitateguru enyu.’+ Asi hamuna kurereka nzeve dzenyu kana kunditeerera.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe