-
Isaya 62:4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Asi iwe uchanzi Iye Wandinofarira,+
Uye nyika yako ichanzi Uya Akaroorwa.
Nekuti Jehovha achakufarira,
Uye nyika yako ichaita semunhu akaroorwa.
-