Isaya 62:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Jehovha apika achishandisa ruoko rwake rwerudyi, ruoko rwake rune simba achiti: “Handizopizve vavengi vako zvirimwa zvako kuti zvive zvekudya zvavo,Uyewo vekune imwe nyika havazonwi waini yako itsva yawakabudira ziya.+ Amosi 9:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndichadzosa vanhu vangu vakatapwa, ivo vaIsraeri,+Uye vachavakazve maguta akaitwa matongo vogara maari;+Vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yacho,+Uye vacharima minda vodya michero yayo.’+
8 Jehovha apika achishandisa ruoko rwake rwerudyi, ruoko rwake rune simba achiti: “Handizopizve vavengi vako zvirimwa zvako kuti zvive zvekudya zvavo,Uyewo vekune imwe nyika havazonwi waini yako itsva yawakabudira ziya.+
14 Ndichadzosa vanhu vangu vakatapwa, ivo vaIsraeri,+Uye vachavakazve maguta akaitwa matongo vogara maari;+Vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yacho,+Uye vacharima minda vodya michero yayo.’+