-
Isaya 65:13, 14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Saka zvanzi naChangamire Ishe Jehovha:
“Inzwai! Vashumiri vangu vachadya, asi imi muchava nenzara.+
Inzwai! Vashumiri vangu vachanwa,+ asi imi muchava nenyota.
Inzwai! Vashumiri vangu vachapembera nemufaro,+ asi imi muchanyara.+
14 Inzwai! Vashumiri vangu vachashevedzera vachifara nekuti vanenge vakagadzikana mumwoyo,
Asi imi muchashevedzera nemhaka yekurwadziwa mumwoyo
Uye mucharidza mhere nemhaka yekushungurudzika.
-
-
Jeremiya 17:13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Haiwa Jehovha, tariro yaIsraeri,
Vaya vese vanokusiyai vachanyadziswa.
-
-
Jeremiya 17:18Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Itai kuti vavhundutswe,
Asi ini musandirega ndichivhundutswa.
-