Isaya 7:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Pamazuva aAhazi+ mwanakomana waJotamu mwanakomana waUziya, mambo weJudha, Mambo Rezini weSiriya naPeka+ mwanakomana waRemariya, mambo weIsraeri, vakaenda kunorwa neJerusarema, asi iye haana* kukwanisa kutora guta racho.+
7 Pamazuva aAhazi+ mwanakomana waJotamu mwanakomana waUziya, mambo weJudha, Mambo Rezini weSiriya naPeka+ mwanakomana waRemariya, mambo weIsraeri, vakaenda kunorwa neJerusarema, asi iye haana* kukwanisa kutora guta racho.+