VaRoma 15:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Uyezve Isaya anoti: “Pachava nemudzi waJese,+ uya anomuka kuti atonge marudzi;+ marudzi achaisa tariro yawo paari.”+ Zvakazarurwa 22:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “‘Ini Jesu, ndakatuma ngirozi yangu kuti ikuzivisei zvinhu izvi kuti ungano ibatsirwe. Ndini mudzi uye mwana waDhavhidhi,+ uye ndini nyeredzi yemangwanani inopenya.’”+
12 Uyezve Isaya anoti: “Pachava nemudzi waJese,+ uya anomuka kuti atonge marudzi;+ marudzi achaisa tariro yawo paari.”+
16 “‘Ini Jesu, ndakatuma ngirozi yangu kuti ikuzivisei zvinhu izvi kuti ungano ibatsirwe. Ndini mudzi uye mwana waDhavhidhi,+ uye ndini nyeredzi yemangwanani inopenya.’”+