Isaya 11:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Uye pachava nemugwagwa mukuru+ unobva kuAsiriya nekuda kwevashoma vasara pavanhu vake,+Sewaivapo kuvaIsraeri pazuva ravakabuda munyika yeIjipiti.
16 Uye pachava nemugwagwa mukuru+ unobva kuAsiriya nekuda kwevashoma vasara pavanhu vake,+Sewaivapo kuvaIsraeri pazuva ravakabuda munyika yeIjipiti.